Mojim Lyrics
Mojim Lyrics > Americas singers > Freeman > Miscellaneous > Vhura Mukova

Freeman



Lyrics
Album list

Freeman

Vhura Mukova

(Mangoma Ihobho Album 2016)

Eey bwoy if u cyaan believe in yoself who else is gonna believe in you,,,, dance ah yard before you dance abroad dat mi say vhura mukova tipinde hk hatingarambe tiripanze up up like the sky definitely, Baba VaDamien

Usanete ramba uchingonoka door Russo better ritotyoka uchigogodza ndizvo, zvinoitwa pachirume unogona kuimba ngoma hobho pogoshaya hit song .

; Saka Russo Vhura Tipinde nde hatingarambe tiripanze, Tinofanira kutamba kuti tihwinhe, zvinotangira paone step kuvamba journey.
Watta vhura mukova tipinde nde hatingarambe tiripanze, gara pasi unyore tora pepa nepen tinofanira kutokusvika by ginde

1: Bollo ndine zvombo zvandakapakata tambo yandinokakata haife yakadambuka kunyangwe ndakwidza makata ehe pane makakatanwa ndizvo zvandaka danwa kwandakwabva ndini ndega ndinokuziva handina hanganwa
Vamwe vakandisetera bhomba ndakararama handina kana kuvabvunza handina hanya navo
Find more lyrics at ※ Mojim.com
Handimire kushanda ndoshanda zvangu ndega ndinobata bata handibhege munhu ndosaka ndichizvikakata
Handina nhungo handina nhungo ndinoteya kwese kwese chino nechino Russo hunza pfumo hunza pfumo ndoda kubaya pacho pakateyiwa musungo

Ndofanira kuitamba ndobuda bhobho chandakaramba kuchiva zvevamwe negodo.
Vanonditi handikusvike vanorewa nhando vanenge vanoda kusaiza mabhanjo
Saka Mulife mangu vandinoti leader ndini, anenge anoda kundimanikidza handidi .
Pangatotsva demo pachisara mubhini h k d boss doctor wemagita ndini

Repeat Verse 1